3
NYAYA YOMUBHAIBHERI INE MIFANANIDZO Adhamu naEvha Vanofunga Zvavanongoda Chete GENESISI ZVITSAUKO 2-3 s JEHOVHA AKASIKA MUNHU WEKUTANGA, ADHAMU, ACHISHANDISA GURUVA. AKAI- SA ADHAMU NEMUDZIMAI WAKE, EVHA, MUMUNDA WAKANAKA WAIVA MUEDHENI. AKAVAPA MITI YESE YAKA- NAKA UYEWO ZVOKUDYA ZVINONAKA. AKAITA KUTI VACHENGETE MHUKA, UYE AIDA KUTI ADHAMU NAEVHA VARARAME NEKUSINGAPERI VARI MUPARADHISO SESHAMWARI DZAKE. ASI JEHOVHA AKAVAPA MUTEMO MUMWE CHETE WAIKOSHA . . . www.jw.org 2016 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania Peji 1

NYAYAYOMUBHAIBHERI INE MIFANANIDZO · nyayayomubhaibheri ine mifananidzo adhamu naevha vanofunga zvavanongoda chete genesisi zvitsauko 2-3 s jehovha akasika munhu wekutanga, adhamu,

  • Upload
    others

  • View
    7

  • Download
    0

Embed Size (px)

Citation preview

Page 1: NYAYAYOMUBHAIBHERI INE MIFANANIDZO · nyayayomubhaibheri ine mifananidzo adhamu naevha vanofunga zvavanongoda chete genesisi zvitsauko 2-3 s jehovha akasika munhu wekutanga, adhamu,

NYAYA YOMUBHAIBHERI INE MIFANANIDZO

Adhamu naEvha Vanofunga Zvavanongoda CheteGENESISI ZVITSAUKO 2-3

s

JEHOVHA AKASIKA MUNHU WEKUTANGA,ADHAMU, ACHISHANDISA GURUVA. AKAI-SA ADHAMU NEMUDZIMAI WAKE, EVHA,MUMUNDA WAKANAKA WAIVA MUEDHENI.

AKAVAPA MITI YESE YAKA-NAKA UYEWO ZVOKUDYAZVINONAKA.

AKAITA KUTI VACHENGETE MHUKA, UYE AIDA KUTIADHAMU NAEVHA VARARAME NEKUSINGAPERI VARIMUPARADHISO SESHAMWARI DZAKE. ASI JEHOVHAAKAVAPA MUTEMO MUMWE CHETE WAIKOSHA . . .

www.jw.org � 2016 Watch Tower Bible and Tract Society of PennsylvaniaPeji 1

Page 2: NYAYAYOMUBHAIBHERI INE MIFANANIDZO · nyayayomubhaibheri ine mifananidzo adhamu naevha vanofunga zvavanongoda chete genesisi zvitsauko 2-3 s jehovha akasika munhu wekutanga, adhamu,

JEHOVHA AKATITISADYE MICHEROYEMUTI UYO NEKUTITIKAIDYA TINOFA.

ACHIITA KUTI NYOKA IITE SEIRI KUTAURA,SATANI DHIYABHOROSI AKANYEPERAEVHA.

HAMUMBOFI.

SATANI AIDA KUTI EVHA ANGOZVIFUNGA IYECHETE, ASAFUNGE NEZVAJEHOVHA.

KANA UKAUDYA,UCHAFANANANAMWARI.

NDARAVIDZAMUCHERO UYA,ADHAMU. OO,RAVIDZAWO.

www.jw.org � 2016 Watch Tower Bible and Tract Society of PennsylvaniaNYAYA YOMUBHAIBHERI INE MIFANANIDZO � Adhamu naEvha Vanofunga Zvavanongoda Chete � Peji 2

Page 3: NYAYAYOMUBHAIBHERI INE MIFANANIDZO · nyayayomubhaibheri ine mifananidzo adhamu naevha vanofunga zvavanongoda chete genesisi zvitsauko 2-3 s jehovha akasika munhu wekutanga, adhamu,

JEHOVHA AKARWADZIWA CHAIZVO NE-KUTI ADHAMU NAEVHA VAKARAMBAKUMUTEERERA NEKUDA KWEUDYIRE. NDOOCHII

CHAMAITA ICHI?MUCHAFA MODZOKERA

KUGURUVA.

JEHOVHA AKADZINGA ADHAMU NAEVHAMUMUNDA WEEDHENI UYE MAKERUBHIAKARINDA NZIRA YAIPINDAMO.

KUDA KWAIITA ADHAMU NAEVHA ZVAKANGO-VANAKIRA, KWAKAITA KUTI VARASIKIRWENEPARADHISO, UPENYU HUSINGAPERI,UYE USHAMWARI HWAVO NAMWARI.

TINODZIDZEI PANYAYA IYI?JEHOVHA AKAPA ADHAMU NAEVHA ZVIPOZVIPI?

ZVINGANGOKUBATSIRA: GENESISI 1:28; 2:7-9, 19, 22.

CHII CHAKAITIKA NEMHAKA YEKUTIADHAMU NAEVHA VAINGODAZVAKAVANAKIRA CHETE?

ZVINGANGOKUBATSIRA: GENESISI 3:16-19;VAROMA 5:12.

UNGARATIDZA SEI KUTI UNE RUDORWUSINA UDYIRE?

ZVINGANGOKUBATSIRA: VAFIRIPI 2:4;1 JOHANI 5:3.

www.jw.org � 2016 Watch Tower Bible and Tract Society of PennsylvaniaNYAYA YOMUBHAIBHERI INE MIFANANIDZO � Adhamu naEvha Vanofunga Zvavanongoda Chete � Peji 3